By Thane Musariri
Nemusi weChitatu kwakange kune kudomwa kwevamiriri vachamiririra nzvimbo dzakasiyana siyana mubati re Citizens Coalition for Change. Sarudzo idzi dzaisarudza vatungamiriri vanosanganisira makanzura, ma Seneta, makurukota e paramende pamwechete nemutungamiriri wenyika.
Vagari vemuzimbabwe vakaratidza kuva nechivimbo nemutungamiriri wevanhu vaNelson Chamisa avo vakadomwa nenyika yose.
Pavanechokwadi chekuti vanhu vachahwinha musarudzo dzegore rino idzo dzaswedera .
Vanhu varikuratidza mufaro wavo padandemutande kupfurikidza nekudomwa kwevamiriri kwanezuro izvo zvakonzera bato rezanu iro rinonzi nevanhu ndoriri kumbunyikidza .
Gore rinovanhu vanoti hapana chichavakonesa kupemberera.
Mutungamiriri wevanhu vaNelson Chamisa vakaratidza nyika yose kuti vane zodzo uye vane ruzivo rwekutungamirira zvekuti .